KwaunobvaDuramazwiBbirisha

Duramazwi

birisha

-bishinga

Zvinoreva

Kubirisha kuita zvinhu zvinoshatirisa kana kunetsa munhu.

Kubirisha kushanda zvine simba.

1

Kubirisha munhu kumurova zvikuru uchishandisa shamhu.

2

3

Zvakafanana

-bishinga

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

biriso

Chinhu chinoshandiswa pakuburisa doro kana hupfu.

Verenga

Swipe for the next word