Duramazwi
kurunga
stir
-kodzonga-dhunga
Duramazwi
stir
Kana munhu achikurunga anenge achishandisa mugoti, chipunu kana chimwewo chinhu kusanganisa zvinenge zvichida kuvhenganiswa.
Kana munhu achikurunga anenge achishandisa mugoti, chipunu kana chimwewo chinhu kusanganisa zvinenge zvichida kuvhenganiswa.
Kuti tinhi kurunga muriwo kana tii zvakapfurikidza mwero.
Kubivira kurunga munyu, shuga kana mhiripiri yakawanda.
Kurunga kuisa munyu mune zvaunenge uchibika.
-kodzonga · -dhunga
Duramazwi
01 / 03kurungira
Kuvhenganisa pakubika.
VerengaSwipe for the next word