Duramazwi
kurungudira
-paringa-vuza
Duramazwi
Kana munhu achikurungudira chiumbwa chakaita sehari anenge achiikwenenzvera kuti itsvedzerere.

Muparingo igodo kana chimwewo chinhu chakapafamara chinoshandiswa pakukurungudira zviumbwa zvakaita sehari.
-paringa · -vuza
Duramazwi
01 / 03kurunu
Kuti kurunu kurumidza kubvisa zvipfeko zvaunenge unazvo pamuviri wako.
VerengaSwipe for the next word