KwaunobvaDuramazwiKkurungira

Duramazwi

kurungira

Zvinoreva

Kuvhenganisa pakubika.

1

Kuvhenganisa pakubika.

Kuti kodzongo kodzongo kuramba uchingokurungira, sezvaungaita kana uchibika sadza.

2

Kukurungira muriwo kuuisa dovi.

Mbuya vangu vanokurungira muboora wekuti ukaudya unosara uchinanzva minwe.

3

Kana munhu achikurungira murwere bota, anenge achimuitira bota rakaita dete rekudya rakadaro kana kuti riine mushonga.

4

Kukodzongera.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kurungudira

Kana munhu achikurungudira chiumbwa chakaita sehari anenge achiikwenenzvera kuti itsvedzerere.

Verenga

Swipe for the next word