Duramazwi · zita
yemuro
admiration
Duramazwi · zita
admiration
Yemuro kudzvokora kana kutaura kunoita munhu anofarira mumwe.

Yemuro kufarira nokutarisira pamusoro kwaungaita mumwe munhu kana chimwe chinhu.

Munyaya dzezvidzidzo zveuvaranomwe, ongororo itsoropodzo neyemuro pamusoro penyaya inenge yakanyorwa nezvayo.
Yemuro kufarira nokutarisira pamusoro kwaungaita mumwe munhu kana chimwe chinhu.
Duramazwi
01 / 03yenda
Kufamba kuenda kumberi (enda/to go).
VerengaSwipe for the next word