Duramazwi
yemura
admire
-samara
Duramazwi
admire
Kana munhu achiyemura chimwe chinhu, anenge achiyevedzwa nacho uye achichifarrirawo zvakare.
Kana munhu achiyemura chimwe chinhu, anenge achiyevedzwa nacho uye achichifarrirawo zvakare.
Mai Simba vaiyemura Yeukai, zvekuti vaitoda kuti aroorwe nemwana wavo.
Vakavigwa zvaive nechiremera mai vangu zvekuti chero vanhu vemuraini vakayemura.
Hapana anenge achikuda, chero ukagona sei hapana kana anoyemura.
-samara
Duramazwi
01 / 03yemuro
admiration
VerengaSwipe for the next word