KwaunobvaDuramazwiYyemedzeka

Duramazwi

yemedzeka

Zvinoreva

Kuyemedzeka kudokwairirana neku-svapurirana kunoita vadiwa, vachiitirana nekutaurirana tunhu twunooneka nevateereri kunge twusina musoro.

1

Zvinobhowa chaizvo kuti kana iwe uchida kufonera zvinhu zvine basa mumwe munhu oramba achingoyemedzeka.

Kuyemedzeka kudokwairirana neku-svapurirana kunoita vadiwa, vachiitirana nekutaurirana tunhu twunooneka nevateereri kunge twusina musoro.

Mamwe mazwi ane Y

Y

Swipe for the next word