KwaunobvaDuramazwiYyema

Duramazwi

yema

-shemwa-shishima-demwaira-yemedzeka-dhadhaira-mira

Zvinoreva

Kana mwana achiyema anenge achingogara achichema-chema zvisina shumo.

Kana wakayema muviri nemakumbo ako zvinenge zvakati twasa, iwe wakatsika pasi.

1

Kuyema kunoita mwana uyu anoratidza kuti akakukirira kwambuya.

Kana munhu mukuru achinzi ari kuyema anenge achida kubatwa semwana mudiki, zvekuda kuitirwa zvinhu nezvaanokwanisawo kuita pachake.

2

3

Zvakafanana

-shemwa · -shishima · -demwaira · -yemedzeka · -dhadhaira · -mira

Mamwe mazwi ane Y

Y

Duramazwi

01 / 03

yemagetsi

electromagnetism

Verenga

Swipe for the next word