Duramazwi
farira
celebrate · avid
-da-venga
Duramazwi
celebrate · avid
Kana uchifarira chinhu unenge uchichida kuchiwana kana kuchiita.
Kana uchifarira chinhu unenge uchichida kuchiwana kana kuchiita.
Chimwe chandaive ndazongofarira hangu inhau yekuendeswa kuchikoro.
Vaive vakasununguka zvisingaite and vaifarira kutaura zvaMwari.
Vakandifarira zvawainyatsoona kuti zvaisave zvekumanikidzira.
Kana uchifarira munhu unenge uchida maitiro ake uye usingamuvengi.
-da
-venga
Duramazwi
01 / 03farisa
Kufarisa munhu kumutaurira kuti anga achisimbiswa nomumwe.
VerengaSwipe for the next word