Duramazwi · zita
Zvinoreva
Farandanda zvinhu zvakawanda zvinenge zvakapararira panzvimbo yakakura.
Kana mhuka kana zimwewo zvinhu zvichinzi ifararira zvinenge zvakawanda chaizvo, zvakazadza nzvimbo.
Kana mhuka kana zimwe zvinhu zvakafararira panzvimbo zvinenge zvakawanda, zvaka-

Zvekudya nekunwa zvinenge zviri fararira, idzo ngoma dzichidandaurwa.
Kana zvinhu zvichinzi zvakawanda-wanda zvinenge zviri fararira, zviri zvemhando dzakasiyana-siyana.
Ane vana gumi nefararira zvokuti chero akahora mari yakawanda sei haikwani.

Kana zvinhu zvichinzi igumi nefararira zvinenge zvakawanda chaizvo, zvichinetsa kuverenga.
Zvakafanana
ufararira
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03faratata
Kuti faratata kubuda kwemweya zvishoma nezvishoma, sezvinoita taira rine ponji duku.
VerengaSwipe for the next word