KwaunobvaDuramazwiFfaratata

Duramazwi

faratata

Zvinoreva

Kuti faratata kubuda kwemweya zvishoma nezvishoma, sezvinoita taira rine ponji duku.

1

Kuti faratata kufa kunoita munhu achiita zvishoma nezvishoma kusvikira asisafemi.

2

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

faripata

Kana munhu akati faripata anenge akasuruvara zvinoonekwa pachiso chake namaitiro ake, asi vanhu vasingazivi kuti chii chiri kumunetsa.

Verenga

Swipe for the next word