KwaunobvaDuramazwiFfarisa

Duramazwi

farisa

-kwazisa-mhorosa-ona

Zvinoreva

Kufarisa munhu kumutaurira kuti anga achisimbiswa nomumwe.

Kufarisa kuita zvinhu zvakapfurikidza mwero nokuda kokunakidzwa zvakanyanya.

1

Kana ukanzi undomhoresa vanhu kwauri kuenda unenge uchitotumwa kuti undovafarisa.

Kupinda nemwenje mudziva kufarisa zvekusvika pakuita zvinozokupinza mumatambudziko.

Kurambanyn'uka kumhanya makumbo achisimudzwa mudenga, sezvinoita mombe dzakafarisa.

2

3

Kana chipfeko chakafarisa chinenge chakanyanya kukura, zvikuru muchiuno.

Zvakafanana

-kwazisa · -mhorosa · -ona

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

faru

Kuti faru kungoerekana waratidza mufaro mukuru.

Verenga

Swipe for the next word