Duramazwi
zhinji
abundant · boundless · many · rainstorm
Duramazwi
abundant · boundless · many · rainstorm
Iri idzitsi rechipauro rinotsanangura zvinhu zvakawanda.
Iri idzitsi rechipauro rinotsanangura zvinhu zvakawanda.
Nguva zhinji vaifamba zvavo vari vaviri achidzidziswa mazano okutonga namamwe enyaya nenhoroondo dzoupenyu.
Hama zhinji dzave kugara mumadhorobha zvave kuita kuti pashaye anoraira umwe.
Mhuri zhinji dzinoshingirira kunosangana kumusha kuti dzipfuudze basa iri pamwe chete.
Duramazwi
01 / 03zhinya
Kuzhinya kurova munhu kana mhuka neshamhu yakakura.
VerengaSwipe for the next word