Duramazwi
Zvinoreva
Kuzhinya kurova munhu kana mhuka neshamhu yakakura.
Kuzhinya kuseka kwemunhu akafarisa.
1

Sisi Noku vaive vakungozhinya vakaburitsa mazino panze vachirerera marute.
Aive akangogara pamubhedha achingozhinya pamwe nekuyerera marute.

2

3
Kuzhinya kuhon'a kunoita imbwa.
Mamwe mazwi ane Z
ZDuramazwi
01 / 03zhira
Nzvimbo inofamba nevanhu kuitira kusvika pane chimwe (nzira/path).
VerengaSwipe for the next word