KwaunobvaDuramazwiZzhimura

Duramazwi

zhimura

Zvinoreva

Kana ukazhimura unenge uchimutsa motokari uchitsika mafuta, iyo yakamira panzvimbo imwe isati yatanga kufamba.

1

Mamwe mazwi ane Z

Z

Duramazwi

01 / 03

zhindimuka

Kana vanhu vachizhindimuka vanenge vachikurumidza kuungana panenge paitika chimwe chinhu, chakaita setsaona.

Verenga

Swipe for the next word