KwaunobvaDuramazwiPpembera

Duramazwi

pembera

-pukura

Zvinoreva

Kupembera kutamba munhu achitomuka-tomuka, achitaridza kufarira zvimwe zvinhu.

1

Kupembera kutamba munhu achitomuka-tomuka, achitaridza kufarira zvimwe zvinhu.

Mhuka dzose dzakakokwa - Nzou, Tsuro, Gudo, Jongwe, Hungwe nedzimwewo - kuti dziuye kuzopembera hukuru hwaShumba.

Pazororo regore idzva vazukuru vanenge vakati chechenga pamba pambuya vachipembera.

2

Kutetereka.

Mhuri yose yakapembera pandakapiwa dhigiri rangu kuyunivhesiti.

Zvakafanana

-pukura

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pemberera

Kana vanhu vachipemberera chinhu kana chiitiko, vanenge vachiungana pamwe chete vachifara nezvinenge zvaitika.

Verenga

Swipe for the next word