Duramazwi · chiito
fara
enthusiastic · excited · grateful · happy · jolly · merry · glad · be happy
Duramazwi · chiito
enthusiastic · excited · grateful · happy · jolly · merry · glad · be happy
Kufara kukura koupamhi hwechinhu kana kuti hwenzvimbo.
Kunzwa rudekaro norusununguko.
Kufara kukura koupamhi hwechinhu kana kuti hwenzvimbo.
Kana muchida kuvaka zambuko hamufaniri kusarudza panzvimbo perwizi pakafara zvakanyanya.
Haana kunyanyo fara hake akangorara akasuwa.
Handina kuziva kuti aive agumbuka here kana kuti but chaive chisisaratidze kufara chiso chake.
Kunzwa rudekaro norusununguko.
Handina kuziva kuti aive agumbuka here kana kuti but chaive chisisaratidze kufara chiso chake.
Ainzwa kufara nekuti akange ovenga Mai Takue.
Kana uchifara unenge wakasununguka, uchinzwa kugutsikana mumweya nomupfungwa pamusoro pezvimwe zvinhu.
Paakapuwa hembe itsva musi wemabiko, akafara kunge achabhururuka.
Kana munhu achifara anenge asingarwari uye pasina chakamugumbura.
-sunha
-dakara · -buda
Duramazwi
01 / 03farandanda
Kuti farandanda kupararira kwezvinhu panzvimbo yakakura.
VerengaSwipe for the next word