KwaunobvaDuramazwiFfarandanda

Duramazwi

farandanda

kayayafara-ara

Zvinoreva

Kuti farandanda kupararira kwezvinhu panzvimbo yakakura.

1

Kuti farandanda kupararira kwezvinhu panzvimbo yakakura.

Mbudzi dzaiva dzakati farandanda mugura.

Farandanda zvinhu zvakawanda zvinenge zvakapararira panzvimbo yakakura.

Zvakafanana

kayaya · fara-ara

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

farandandika

Kana zvinhu zvizhinjizhinji zvakafarandandika zvinenge zvakapararira panzvimbo yakakura.

Verenga

Swipe for the next word