KwaunobvaDuramazwiFfanzaidza

Duramazwi

fanzaidza

-dziyisa

Zvinoreva

Kana uchifanzaidza mvura kana mukaka unouisa pamwoto kuti udziye.

1

Kana uchifanzaidza mvura kana mukaka unouisa pamwoto kuti udziye.

Kana uchifanzaidza mvura kana mukaka unouisa pamwoto kuti udziye.

Zvakafanana

-dziyisa

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fanzaira

Kufanzaira kutanga kuita utsi kwemvura, kana zvimwewo zvakaita semvura, kana zvoda kuvira.

Verenga

Swipe for the next word