Duramazwi
Zvinoreva
Kuti faranu kukura upamhi kwechinhu.
Kuti faranu kuratidza mufaro mukuru kana wanga wambosuwa.
1
Kuti faranu kukura upamhi kwechinhu.
Jira iri rakati faranu, zvokuti rinogona kufukwa kana nevanhu vatatu.
Mwana akaswera akangoti surududu, ndokuzongoti faranu pakauya mai vake.
2
Kuti faranu kuratidza mufaro mukuru kana wanga wambosuwa.
Mwana akaswera akangoti surududu, ndokuzongoti faranu pakauya mai vake.
Jira iri rakati faranu, zvokuti rinogona kufukwa kana nevanhu vatatu.
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03faranudza
Kana uchifaranudza chipfeko unenge uchichiwedzera upamhi kuti chikure, chisanyanya kubata muviri.
VerengaSwipe for the next word