Tsumo
Zviururwi zvinofara kana kondo afa ziso.
Zvinorehwa
Vanhu vanogaroshushiva vanofara kana nyakushusha wacho asipo.
What it means
People who are constantly harassed by someone feel relief and happiness when their tormentor is no longer around.
Word for word
Small frogs are happy when the hammer-head (bird) has lost one eye.
Mamwe mataurirwo
Majichimbochimbo anofara kana kondo afa ziso. (M)
Nhasi mapuruuru atandavara nokuti kondo dzinonzwa meso.