KwaunobvaTsumoKufa ndikamwe kuora mazuva matatu.

Tsumo

Kufa ndikamwe kuora mazuva matatu.

Zvinorehwa

Kuitika kwechinhu kunotora nguva pfupi asi kuzopera kwenyaya yacho kunotora nguva huru. Kana munhu akapara mhosva zvinotora nguva refu kuti mhosva yacho ienzaniswe.

What it means

Something can happen quickly, but the full resolution of the matter takes much longer; when a person commits an offence, it takes a long time before the matter is properly settled.

Word for word

(You) die once and rot in three days.

Mamwe mataurirwo

Kufa izuva rimwe kuora igore. (gore: year)

Dzimwe tsumo dzeother

Tsumo

01 / 03

Mabasa kuchonya uri murima.

What it means

It is pointless to trouble yourself doing something good or bad for someone who cannot see or appreciate it.

Verenga

Swipe for the next proverb