KwaunobvaDuramazwiPpemberera

Duramazwi

pemberera

Zvinoreva

Kana vanhu vachipemberera chinhu kana chiitiko, vanenge vachiungana pamwe chete vachifara nezvinenge zvaitika.

1

Kana vanhu vachipemberera chinhu kana chiitiko, vanenge vachiungana pamwe chete vachifara nezvinenge zvaitika.

Kupemberera mwenga Kuroorwa kwaTsungai chiitiko chakafadza VaMusariri nemhuri yavo yose.

Zvipo zvinobviswawo pamichato, kupemberera hama inenge yapasa chikoro kana kusimudzirwa pabasa.

Mhuri yose inoziviswa kana kuchinge kuchiroorwa hama yavo izvi zvinoita kuti vanhu vaungane kupemberera hama yavo iyi kana ichiroorwa.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word