KwaunobvaDuramazwiPpembedzo

Duramazwi · zita

pembedzo

Zvinoreva

Pembedzo mazwi okuchenura anowanzotaurwa nevanhu kana paine anenge achipomerwa mhosva yaanenge asina kupara kana kuti yaakapara nokusaziva.

1

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pembenu

Kuti pembenu kujeka kwechiso chemunhu anga akambosuruvara.

Verenga

Swipe for the next word