Duramazwi
Zvinoreva
Kupembedza munhu kutaura mazwi okumurumbidza zvakanyanya.
1
Kupembedza munhu kutaura mazwi okumurumbidza zvakanyanya.
Kupembedza kuratidza pachena kuti mumwe munhu haana mhosva yaanga achipomerwa.
Kukurudzira bofu nemhururu kunyepedzera kupembedza munhu iye otofunga kuti uri kumurumbidza.
Kupembedza munhu kutaura mazwi okumurumbidza zvakanyanya.
2
Kupembedza kuratidza pachena kuti mumwe munhu haana mhosva yaanga achipomerwa.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pembedzo
Pembedzo mazwi okuchenura anowanzotaurwa nevanhu kana paine anenge achipomerwa mhosva yaanenge asina kupara kana kuti yaakapara nokusaziva.
VerengaSwipe for the next word