KwaunobvaDuramazwiPpemha

Duramazwi · chiito

pemha

beg

-bocha

Zvinoreva

Kana munhu achipemha anenge achifamba achikumbira rubatsiro kuvanhu vakasiyana-siyana.

1

Kana munhu achipemha anenge achifamba achikumbira rubatsiro kuvanhu vakasiyana-siyana.

Ndakasangana negurukutu ndikatsotswa mari yangu yose, kusara ndava kupemha.

Mugore rezhara kupemha ndiko kwaitotiwanisa chouviri.

Kana munhu achipemha anenge achifamba achikumbira rubatsiro kuvanhu vakasiyana-siyana.

2

Kana munhu achipemha anenge achifamba achikumbira zvokudya muvanhu.

Zvakafanana

-bocha

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pemhena

Kana munhu achipemhena muti anenge achitema zvimapazi zvepasi, kazhinji nechinangwa chokuti ukure kana kuti utaridzike zvakanaka.

Verenga

Swipe for the next word