Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bocha rudzi rwetunyunyu twakada kufanana netunhunzi, twunoita uchi pachuru.
Kubocha kudya chikafu chakaita mvuramvura uchidonhedzera chimwe pahembe.

Aibocha chikafu chake, zvekuti paakapedza anga azvizadza hembe yose.

Kubocha kukumbira chinhu chauchazodzosera kumuridzi wacho.
Kubocha kufamba munhu achikumbira zvinhu zvakaita sezvekudya kuvanhu.
Zvakafanana
monga- · -kwereta · -pemha
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03boche
Kuti boche kugamuchira zvaunenge uchipihwa uchiratidza kusatenda kana kuti kusagutsikana.
VerengaSwipe for the next word