KwaunobvaDuramazwiBbobomerwa

Duramazwi

bobomerwa

Zvinoreva

Kana munhu achiti abobomerwa anenge ashaisisa chimwe chinhu chaanenge achifanira kuva nacho kuti zvaanoda kuita zvibudirire.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bocha

Bocha rudzi rwetunyunyu twakada kufanana netunhunzi, twunoita uchi pachuru.

Verenga

Swipe for the next word