KwaunobvaDuramazwiBboche

Zvinoreva

Kuti boche kugamuchira zvaunenge uchipihwa uchiratidza kusatenda kana kuti kusagutsikana.

1

Akati boche-e neseri kwedanga kuti asaonekwa nevaiva pachivanze.

Kuti boche-e kuenda neseri kwechinhu uchinyenyeredza pane vanhu kuti vasakuone.

Kuti boche kugamuchira zvaunenge uchipihwa uchiratidza kusatenda kana kuti kusagutsikana.

2

Kuti boche kuuya pamwe chete kwevanhu vakawanda.

Zvakafanana

unga unga

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

boche-e

Kuti boche-e kuenda neseri kwechinhu uchinyenyeredza pane vanhu kuti vasakuone.

Verenga

Swipe for the next word