KwaunobvaDuramazwiBboche-e

Duramazwi

boche-e

Zvinoreva

Kuti boche-e kuenda neseri kwechinhu uchinyenyeredza pane vanhu kuti vasakuone.

1

Akati boche-e neseri kwedanga kuti asaonekwa nevaiva pachivanze.

Kuti boche-e kuenda neseri kwechinhu uchinyenyeredza pane vanhu kuti vasakuone.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bochi

Kuti bochi kupotsera zvekudya mukanwa.

Verenga

Swipe for the next word