KwaunobvaDuramazwiBbobobo

Duramazwi

bobobo

Zvinoreva

Kuti bobobo kuvhara maziso sezvinoita munhu ava kukotsira.

1

Kuti bobobo kuvhara maziso sezvinoita munhu ava kukotsira.

Kuti bobobo kuvhara maziso sezvinoita munhu ava kukotsira.

Mubobobo mushonga unonzi unoshandiswa nevarume kupindira nokunorara nevanhukadzi, ivo vakadzi vacho vasingazivi kuti ndizvo zviri kuitika.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bobodza

Kubobodza kuuchira maoko zvinonzwika kure, sezvinowanzoita mukuwasha kuna ambuya vake.

Verenga

Swipe for the next word