Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bo inzungu inenge isina mwana mukati.
Kurova kana kuvhara muromo.
Kuti bo kubwaira maziso sezvinoita munhu ari kutyisidzirwa.
Kuti bo kutyora chinhu chisina kusimba nepakati.
Bo inzungu inenge isina mwana mukati.
Kuti bo bo bo kuuchira maoko sezvinoita mukuwasha kuna ambuya.
Kuti bo kubwaira maziso sezvinoita munhu ari kutyisidzirwa.
Kana munhu akati bo bo bo anenge aramba akavhara muromo wake, asingambotauri kana chinhu chimwe chete.
Kurova kana kuvhara muromo.
Kuti bo kubwaira maziso sezvinoita munhu ari kutyisidzirwa.
Kuti bo kutyora chinhu chisina kusimba nepakati.
Kuti bo kuvhara muromo uzere nezvokudya mukati.
Kuti bo munhu kumurova pamuromo noruoko.

Kuti bo kukanda zvekudya mumuromo.

Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bo bo bo
Kuti bo bo bo kuuchira maoko sezvinoita mukuwasha kuna ambuya.
VerengaSwipe for the next word