KwaunobvaDuramazwiBbizha

Duramazwi

bizha

Zvinoreva

Kubizha kuzvipinza munyaya isinei newe, zvichizogona kukupinza mumatambudziko. Akazvibizha munyaya yepfuma yaRatidzo asi neukama naye haana.

1

Kumbirimbizha kurwisa munhu zvebvonyongera uchishandisa maoko kumurova, kumutsunya nomukusunda.

Kubizha kuzvipinza munyaya isinei newe, zvichizogona kukupinza mumatambudziko. Akazvibizha munyaya yepfuma yaRatidzo asi neukama naye haana.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bizu

Kuti bizu kutanga kuita basa rinoda simba rakawanda.

Verenga

Swipe for the next word