Duramazwi
Zvinoreva
Kuti bo bo bo kuuchira maoko sezvinoita mukuwasha kuna ambuya.
Kana munhu akati bo bo bo anenge aramba akavhara muromo wake, asingambotauri kana chinhu chimwe chete.

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bobo
Bobo inzungu ichiri diki, inenge isati yakora. Ipa vana mabobo ayo vadye. Hatina zvatingaita nawo.
VerengaSwipe for the next word