Duramazwi
Zvinoreva
Kuti boi kuchema kweshiri dzichiita ruzha rwuri pamusoro.
Kuti boi kubwaira kamwe chete.
1

Taona maziso kuti boi boi tikaziva kuti achiri mupenyu.
Kuti boi boi kubwaira maziso nokukurumidza kunoita munhu ava pedo nokuchema.

2
Kuti boi kupopotedzana kwevanhu nemazwi ari pamusoro.
3
Kuti boi kubwaira kamwe chete.
Taona maziso kuti boi boi tikaziva kuti achiri mupenyu.
Kuti boi boi kubwaira maziso nokukurumidza kunoita munhu ava pedo nokuchema.
Kuti boi kuchema kweshiri dzichiita ruzha rwuri pamusoro.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03boi boi
Kuti boi boi kubwaira maziso nokukasika.
VerengaSwipe for the next word