KwaunobvaDuramazwiGgandu

Duramazwi

gandu

Zvinoreva

Kana munhu akati chinhu gandu anenge achigura achiita zvokuvhuna nokukasika.

1

Kuti gandu kutaura nezwi riri pamusoro, munhu achiita seari kupopota.

Kuti ngandu kubvira kwemurazvu mukuru wemoto nokukasika.

2

Kuti gandu kutaura nezwi riri pamusoro, munhu achiita seari kupopota.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

ganduka

Kuganduka kutaura zvakanyanya pamusana pokudhakwa.

Verenga

Swipe for the next word