Kwaunobva/Duramazwi/G/gandura
Duramazwi
Kubanzura.
Kunjangandura kuita kuti munhu adonhe, mushure mokumutadzisa kutsika zvakanaka kana kumupinga.
gandure
Gandure idoro rinonaka chaizvo uye rinodhaka zvakanyanya.
Ganduri
Ganduri munhu ane unyanzvi hwokubika doro rinonaka.
gandwa
puddle
Swipe for the next word