Duramazwi
Zvinoreva
Kuganduka kutaura zvakanyanya pamusana pokudhakwa.
1
Kuganduka kutaura zvakanyanya pamusana pokudhakwa.
Kuganduka kutaura zvakanyanya pamusana pokudhakwa.
Kunganduka kupfuta kunoita moto nemarimi makuru.
Kugabhuka kunganduka komwoto uri kubaka uchiputika mudondo.
2
Kuganduka kukaruka munhu ava kusandura nyaya yanga yakanaka, ava kutoita zvehasha. _Taitaurirana zvakanaka, tikazongokaruka munhu aganduka ava kuita hasha._
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gandura
Kubanzura.
VerengaSwipe for the next word