KwaunobvaDuramazwiGgandiwa

Zvinoreva

Gandiwa muhomba unenge wembambaira, unocherwa wakachinjika munda, kuitira kuti ivhu risakukurwa nemvura.

1

Varimi vanochera gandiwa mumunda kudzivirira vhu kukukurwa.

Gandiwa muhomba unenge wembambaira, unocherwa wakachinjika munda, kuitira kuti ivhu risakukurwa nemvura.

Zvakafanana

gahwi

Zvine chekuita

hotacheni

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gando

Gando ibhasikiti rine muvharo.

Verenga

Swipe for the next word