Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gande rudzi rwehove diki.
Gande idoro rinenge richinaka, rinonwiwa vanhu vakagara vachitandara.
1

Gangande rudzi rwechikwenzi chine mazhizha anodyiwa achiita zvokungotsengwa akadaro.
Rugande kuunza zvokudya pamwe chete kunowanzoitwa nevadiki, sezvingaita vana vanenge vari kun'ombe.
2
Gande idoro rinenge richinaka, rinonwiwa vanhu vakagara vachitandara.
Gande idoro rinenge richinaka, rinonwiwa vanhu vakagara vachitandara.
Gangande rudzi rwechikwenzi chine mazhizha anodyiwa achiita zvokungotsengwa akadaro.
Rugande mweya unenge uchinhuwa zvisina kunaka.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gandira
Gandira ingoma huru inowanzogadzirwa nedehwe remupurwa.
VerengaSwipe for the next word