KwaunobvaDuramazwiKkondiwa

Zvinoreva

Kondiwa mugero unocherwa kumucheto kwemunda kuitira kudzivirira kukukurwa kwevhu nemvura.

1

Kondiwa chikamu chemunda mukuru wakaganhurwa-ganhurwa kuita minda midiki.

2

Zvakafanana

gandiwa

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kondo

Kondo ishiri yakatsvukuruka, inonzi ine ziso rimwe, nemusoro unenge sando, uye ine muromo murefu uyo inoshandisa kunyurura hove murwizi.

Verenga

Swipe for the next word