Duramazwi · zita
kondo kondotumbatumba
Zvinoreva
Kondo ishiri yakatsvukuruka, inonzi ine ziso rimwe, nemusoro unenge sando, uye ine muromo murefu uyo inoshandisa kunyurura hove murwizi.
1

Zviururwi zvinofara kana kondo afa ziso.
Kondo igonye rinogara mukamba karo, kakaumbiridzwa kakanamira pamuti senhundu yemago.
Kondo ishiri yakatsvukuruka, inonzi ine ziso rimwe, nemusoro unenge sando, uye ine muromo murefu uyo inoshandisa kunyurura hove murwizi.
2
Kondo igonye rinogara mukamba karo, kakaumbiridzwa kakanamira pamuti senhundu yemago.
Zvakafanana
kondo kondo · tumbatumba
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kondodza
Kukondodza munhu kumuita kuti atsamwe kana kusuruwara.
VerengaSwipe for the next word