Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hotacheni mukana unenge uri pakati peminda usingarimwi wakasiirwa kuti mvura igokwanisa kuerera.
1

Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hotakota
Hotakota musana unenge usina kuti tasa nokuda kwekuti mwene wawo wachembera, saka otofamba kunge akakotamira.
VerengaSwipe for the next word