Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hotakota musana unenge usina kuti tasa nokuda kwekuti mwene wawo wachembera, saka otofamba kunge akakotamira.
1

2
Uku kukotama kunenge kwakaita vanhu vakawanda, vachiita basa rakaita sekusakura pajakwara.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hotama
Hotama rudzi rwehove ine muromo murefu.
VerengaSwipe for the next word