KwaunobvaDuramazwiHhota

Duramazwi · zita

hota

Zvinoreva

Hota inzvimbo iri pazasi pedehenya remusoro wemunhu, asi iri nechepamusoro pemutsipa.

Hota rudzi rwemupini kunyanya webadza wakaita kukombamira.

Hota tumhodzi tutsvuku twakaomarara tune mavara matema padivi, tunowanza kuiswa muhosho.

1

Uyu mutambo waitambwa kare vanhu vachiridza hosho dzematetenu akaiswa hota kana tumabwe mukati.

2

3

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hotacheni

Hotacheni mukana unenge uri pakati peminda usingarimwi wakasiirwa kuti mvura igokwanisa kuerera.

Verenga

Swipe for the next word