KwaunobvaDuramazwiGgandwa

Duramazwi · zita

gandwa

puddle

Zvinoreva

Gandwa igomba rine mvura yakaita madhaka.

1

Gandwa igomba rine mvura yakaita madhaka.

Mvura yakaunganidzana ikaita gandwa munzira.

Gandwa igomba rine mvura yakaita madhaka.

Zvakafanana

gangwa

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

ganga

Ganga muchero unenge usati waibva. _Vapwere vakuzhumura mazhanje achiri maganga chaiwo nokuti vari kuda ekufimbika._

Verenga

Swipe for the next word