Duramazwi · zita
Zvinoreva
Ganga muchero unenge usati waibva. _Vapwere vakuzhumura mazhanje achiri maganga chaiwo nokuti vari kuda ekufimbika._
Muchero unodyiwa uchiri mbishi nenziraiyoyo.
Kuganga kupa rudo kuno munhu anenge achikupawo.
Imwe mhando yeizwi reganga.

Kana munhu achinzi chiganga anenge ane mwoyo wakaipa, asinganzwiri vamwe tsitsi.
Kuti nganga kusunga chinhu zvekuti chinosimba chaizvo.

Ganganga rudzi rwemagaka anokura musango.
Kana munhu achinzi chiganga anenge ane mwoyo wakaipa, asinganzwiri vamwe tsitsi.
Imwe mhando yeizwi reganga.
Kana munhu achinzi chiganga anenge ane mwoyo wakaipa, asinganzwiri vamwe tsitsi.
Nganganga rudzi rwegaka rine minzwa, rinodyiwa mhodzi zvose nomuto wacho.
Munganganga muti womuchero unotanda uchibereka vana vane minzwa, vanodyiwa mhodzi nemuto wacho.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gangai
Kana vanhu vachiita gangai vanenge vachipopotedzana.
VerengaSwipe for the next word