KwaunobvaDuramazwiJjenga

Duramazwi · zita

jenga

-Svinga

Zvinoreva

Kujenga kumira kunoita mvura panzvi-

Jenga imvura, zvikuru ichangonaya, inenge yakaungana panzvimbo imwe chete, isingayere-ri.

1

Maziso angu aive atojenga misodzi nekuti ndakaziva kuti yaitozoita nyaya chete.

Panojenga mvura pakatsikwa panoita jahwi.

2

Zvakafanana

-Svinga

Mamwe mazwi ane J

J

Swipe for the next word