Duramazwi01 / 03jengamaiJengamai mwana asingadi kusiyana namai vake, anongovateverera kwese kwavaenda.Verenga→
Duramazwi02 / 03jengetavhuJengetavhu munhu anodzidzisa vanhu nzira dzi-ngashandiswa kuti ivhu risakukurwe nemvura kana mhepo.Verenga→
Duramazwi03 / 03jeniJeni kakwenzi kadiki kanowanikwa mutsoka, kanoita mvere chena dzinovava chaizvo kana ukadzigunzva.Verenga→