KwaunobvaDuramazwiJjengetavhu

Duramazwi · zita

jengetavhu

Zvinoreva

Jengetavhu munhu anodzidzisa vanhu nzira dzi-ngashandiswa kuti ivhu risakukurwe nemvura kana mhepo.

Jengetavhu ndezvese zvingaitwa kuti ivhu risakukurwe nemvura kana mhepo.

1

2

*Mihomba yatinogadzira mumunda ije-ngetavhu guru*.

Jengetavhu ndezvese zvingaitwa kuti ivhu risakukurwe nemvura kana mhepo.

Jengetavhu munhu anodzidzisa vanhu nzira dzi-ngashandiswa kuti ivhu risakukurwe nemvura kana mhepo.

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jeni

Jeni kakwenzi kadiki kanowanikwa mutsoka, kanoita mvere chena dzinovava chaizvo kana ukadzigunzva.

Verenga

Swipe for the next word